Mateo 1:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Arami akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akabereka Nasoni; Nasoni akabereka Saremoni; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Arami akaɓereka Aminadabi; Aminadabi akaɓereka Nasoni; Nasoni akaɓereka Saremoni; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Aramu akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akaberekawo Naashoni; Naashoni ndokuberekawo Sarimoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Aramu akabereka Aminadhabhu; Aminadhabhu akaberekawo Naashoni; Naashoni ndokuberekawo Sarimoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ramu baba vaAminadhabhu, Aminadhabhu baba vaNashoni, Nashoni baba vaSarimoni, Viz kapitola |