Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:9 - Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino vakati vachiburuka mugomo, akavarayira kuti, varege kuudza munhu zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvakafa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ʋakati ʋaciɓuruka mugomo, akaʋaraira kuti ʋarege kuʋudza munhu ɀaʋakaŋga ʋaʋona kuȿikira Mŋanakomana womunhu amuka kuʋakafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pavakanga vachiburuka mugomo akavatsindidza kuti vasataurire munhu zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvafi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pavakanga vachiburuka mugomo akavatsindidza kuti vasataurire munhu zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvafi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Pavakanga vava kuburuka mugomo, Jesu akavarayira kuti varege kutaurira kana munhu upi zvake zvavakanga vaona kusvikira Mwanakomana woMunhu amuka kubva kuvakafa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy