Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:8 - Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kamwe, vakati vachiringaringa, havana kuzoona munhu, asi Jesu bedzi anavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kamŋe, ʋakati ʋaciriŋgariŋga, haʋana‐kuzoʋona munhu, asi Jesu ɓedzi anaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Pakarepo vakazoti ringe–ringei, wanei hapachisina wavachamboona kunze kwaJesu chete aiva navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Pakarepo, vakatarisa kwose kwose, uye havana kuzoona munhu aripo navo kunze kwaJesu.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy