Mariko 9:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Nguo dzake dzikapenya, dzikachena zvikuru; hakuna musuki pano panyika, angagona kudzichenesa kudaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ŋguʋo dzake dzikapenya, dzikacena ɀikuru; hakunomusuki pano panyika, uŋgagona kudzicenesa dzikaɗaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Hanzu dzake dzakapenya dzikachena kuti mbu–u chaizvo zvokuti hapana musuki pasi pano angagone kudzichenesa kudaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Hanzu dzake dzakapenya dzikachena kuti mbu–u chaizvo zvokuti hapana musuki pasi pano angagone kudzichenesa kudaro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nguo dzake dzakapenya, dzikachena kupfuura zvingacheneswa nomunhu upi zvake munyika muno. Viz kapitola |