Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Jesu akati kwaari: Kana iwe ucigona kutenda, ɀose ɀiŋgaitika kunounotenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Jesu akati, “Kana muchigona? Zvinhu zvose zvinogoneka kune anotenda.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy