Mariko 9:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Akavabvunza, akati, “Munoita nyaya neiko navo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaʋabvunza, akati: Munoita nyaya neiko naʋo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jesu akavabvunza achiti, “Ko muri kuitirana nharo dzei?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Jesu akavabvunza achiti, “Ko muri kuitirana nharo dzei?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akati, “Muri kuvabvunzeiko?” Viz kapitola |