Online Bible

- Reklamy -




Mariko 9:15 - Shona Bible 1949 revised 2002

15 Pakarepo vazhinji vose vakati vachimuona, vakashamiswa kwazvo, vakamhanyira kwaari, vakamukwazisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Pakarepo ʋazhinji ʋose ʋakati ʋacimuʋona, ʋakashamiswa kwaɀo, ʋakamhanyira kwaari, ʋakamukwazisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Gungano riya rose parakangomuona rakashamiswa kwazvo, rakamhanyira kwaari, ndokumukwazisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Gungano riya rose parakangomuona rakashamiswa kwazvo, rakamhanyira kwaari, ndokumukwazisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vanhu vose pavakangoona Jesu, vakashamiswa zvikuru uye vakamhanya kundomukwazisa.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 9:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy