Mariko 9:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Vakati vasvika kuvadzidzi, vakaona vanhu vazhinji-zhinji, vakavakomba, navanyori vachiita nyaya navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋakati ʋaȿika kuʋadzidzi, ʋakaʋona ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, ʋakaʋakomba, naʋanyori ʋaciita nyaya naʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kuzoti vadzokera kuna vamwe vadzidzi, vakaona vakaunganirwa negungano guru ravanhu; nyanzvi dzoMutemo dzichiitirana nharo navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kuzoti vadzokera kuna vamwe vadzidzi, vakaona vakaunganirwa negungano guru ravanhu; nyanzvi dzoMutemo dzichiitirana nharo navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vakati vasvika kuna vamwe vadzidzi, vakaona vanhu vazhinji zhinji vakavakomberedza uye vadzidzisi vomurayiro vachiita nharo navo. Viz kapitola |