Mariko 9:10 - Shona Bible 1949 revised 200210 Vakarichengeta shoko iro, vachiita nyaya pakati pavo, kuti, “Kumuka kwavakafa chinyiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakariceŋgeta shoko iro, ʋaciita nyaya pakati paʋo, kuti kumuka kwaʋakafa cinyiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakachengetedza zvinhu izvi mumwoyo mavo, vakachizvibvunza kuti, “Kumuka kuvafi kunorevei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakachengetedza zvinhu izvi mumwoyo mavo, vakachizvibvunza kuti, “Kumuka kuvafi kunorevei.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakachengeta shoko iri pakati pavo, vachikurukurirana pamusoro pokuti, “kumuka kwavakafa” kunorevei. Viz kapitola |