Mariko 8:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Uye vakanga vane hove duku shomanene; zvino akatenda, Mwari akati zviiswewo pamberi pavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋuye ʋakaŋga ʋanehoʋe ɗuku shomanene; ɀino akadziropafadza, akati ɀiiswe ʋo pamberi paʋo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Uye vakanga vane tuhove tushoma. Akatukomborera akati, “Kunyange itwotwu tupihwe vanhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakanga vane hove duku shoma shoma zvakare; uye akavongazve akaudza vadzidzi kuti vadzigovere kuvanhu. Viz kapitola |