Mariko 8:37 - Shona Bible 1949 revised 200237 Nokuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Nokuti munhu ucaripeiko kuti adzikinure ʋupenyu bgake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Nokuti chiiko munhu chaangabvise kuti adzikinure upenyu hwake? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Kana kuti munhu angaripeiko kuti adzikinure upenyu hwake? Viz kapitola |