Mariko 8:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 “Nokuti munhu achagobatsirweiko, kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti munhu ucagoɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akarashikirwa noʋupenyu bgake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvose zvapasi pose asi iye achirasikirwa noupenyu hwake? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Munhu achabatsirweiko kana akawana nyika yose, asi akarasikirwa noupenyu hwake? Viz kapitola |