Online Bible

- Reklamy -




Mariko 8:24 - Shona Bible 1949 revised 2002

24 Iye akatarira, akati, “Ndinoona vanhu, ndinovaona vachifamba vakafanana nemiti.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Iye akatarira, akati: Ndinoʋona ʋanhu, ndinoʋaʋona ʋacifamba ʋakafanana nemiti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Akatarisa akati, “Ndiri kuona vanhu asi vanotarisika semiti iri kufamba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Akatarisa akati, “Ndiri kuona vanhu asi vanotarisika semiti iri kufamba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Iye akatarisa kumusoro akati, “Ndinoona vanhu; vanotarisika semiti inofamba-famba.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 8:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy