Mariko 7:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Akati kwavari, “Zvirokwazvo, munoramba murayiro waMwari, kuti muchengete tsika dzenyu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, munoramba murairo waMŋari, kuti muceŋgete tsika dzenyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akatizve kwavari: “Makanyatsozviwanira nzira yokunzvenga nayo murao waMwari kuti muwane machengetero amagamuchidzanwa etsika dzenyu,” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye akati kwavari, “Mune nzira chaiyo yokuisa parutivi nayo mirayiro yaMwari kuitira kuti mucherechedze tsika dzenyuwo! Viz kapitola |