Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Akati kwavari, “Isaya akaporofita kwazvo pamusoro penyu, imi vanyengeri, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, Asi mwoyo yavo iri kure neni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Akati kwaʋari: Isaya wakaprofita kwaɀo pamsoro penyu, imi ʋanyeŋgeri, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Ʋanhu aʋa ʋanondikudza nemiromo yaʋo, Asi mŋoyo yaʋo iri kure neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Akavapindura achiti, “Inga muporofita Isaya akataura chokwadi nezvenyu, imi vanyengedzi, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi: “ ‘Vanhu ava vanondikudza zvapamuromo chete asi mwoyo yavo iri kure neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Akavapindura achiti, “Inga muporofita Isaya akataura chokwadi nezvenyu, imi vanyengedzi, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi: “ ‘Vanhu ava vanondikudza zvapamuromo chete asi mwoyo yavo iri kure neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akapindura akati, “Isaya akataura zvakanaka paakaprofita pamusoro penyu imi vanyengeri; sezvazvakanyorwa zvichinzi: “ ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy