Mariko 7:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Ipapo vaFarisi navanyori vakamubvunza, vachiti, “Vadzidzi venyu vanoregereiko kufamba netsika dzavakuru, zvavanodya chingwa namaoko ane tsvina?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo ʋaFarise naʋanyori ʋakamubvunza, ʋaciti: Ʋadzidzi ʋenyu ʋanoregereiko kufamba netsika dzaʋakuru, ɀaʋanodya ciŋgwa namaʋoko anetȿina? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo vaFarisei nenyanzvi dzoMutemo vakamubvunza vachiti, “Ko vadzidzi venyu vanoregererei kuchengeta tsika dzamagamuchidzwanwa dzamadzitateguru, zvavanodyazve chingwa namaoko ane tsvina?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo vaFarisei nenyanzvi dzoMutemo vakamubvunza vachiti, “Ko vadzidzi venyu vanoregererei kuchengeta tsika dzamagamuchidzwanwa dzamadzitateguru, zvavanodyazve chingwa namaoko ane tsvina?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakabvunza Jesu vakati, “Seiko vadzidzi venyu vachirega kurarama zviri maererano netsika dzavakuru, zvavanodya zvokudya zvavo ‘namaoko ane tsvina’?” Viz kapitola |