Mariko 7:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari, “Efata,” ndokuti, “Dziuka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo akatarira kuɗeŋga, akagomera, akati kwaari: Efata, ndokuti: Dziʋuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Akatarisa kudenga uye nokugomera kukuru akati kwaari, “Efata!” (kureva kuti, “Dziuka!”) Viz kapitola |