Mariko 7:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Akaenda kumba kwake, akawana mwana avete pamubhedha, mweya wakaipa wabva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Akaenda kumba kwake, akawana mŋana aʋete pamubeda, mŋeya wakaipa wabva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mudzimai uya akabva aenda kumba kwake akasvikowana mwana avete pamubhedha mweya wakaipa wabva maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mudzimai uya akabva aenda kumba kwake akasvikowana mwana avete pamubhedha mweya wakaipa wabva maari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Akadzokera kumba kwake akawana mwana wake avete pamubhedha, uye dhimoni raenda. Viz kapitola |