Mariko 7:26 - Shona Bible 1949 revised 200226 Zvino iye mukadzi aiva muGiriki, worudzi rwaveSirofenike; akaramba achikumbira kwaari kuti abudise mweya wakaipa pamwanasikana wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino iye mukadzi waiʋa muGiriki, worudzi rwaʋeSirofenike; akaramba acikumbira kwaari kuti aɓuɗise mŋeya wakaipa pamŋanasikana wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mudzimai uyu aiva muGiriki worudzi rweSirofonikia. Akamukumbira kuti adzinge mweya wakaipa waiva mumwanasikana wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mudzimai uyu aiva muGiriki worudzi rweSirofonikia. Akamukumbira kuti adzinge mweya wakaipa waiva mumwanasikana wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mukadzi uyu aiva muGiriki, akaberekerwa muFonishia yomuSiria. Akakumbirisa Jesu kuti adzinge dhimoni mumwanasikana wake. Viz kapitola |