Online Bible

- Reklamy -




Mariko 7:17 - Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino akati abva kuvanhu vazhinji, apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza zvomufananidzo uyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino wakati abva kuʋanhu ʋazhinji, apinda mumba, ʋadzidzi ʋake ʋakamubvunza ɀomufananidzo uyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Paakanga apinda mumba, abva zvino pavanhu, vadzidzi vake vakamubvunza nezvomuenzaniso uyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Paakanga apinda mumba, abva zvino pavanhu, vadzidzi vake vakamubvunza nezvomuenzaniso uyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Zvino akati abva pavanhu vazhinji uye apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza pamusoro pomufananidzo uyu.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 7:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy