Mariko 6:49 - Shona Bible 1949 revised 200249 Zvino vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakati “Mudzimudzangara,” vakaridza mhere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ɀino ʋakati ʋacimuʋona acifamba pamsoro peguŋgwa, ʋakati madzimudzaŋgara, ʋakaridza mhere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 asi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti aiva dzangaradzimu. Vakadanidzira, Viz kapitola |