Mariko 5:38 - Shona Bible 1949 revised 200238 Vakasvika mumba momukuru wesinagoge; akawana iri mhere-mhere, navanochema zvikuru, navanorira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ʋakaȿika mumba momukuru wesinagoge; akawana iri mhere‐mhere, naʋanocema ɀikuru, naʋanorira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Zvino pavakasvika kumba kwomutungamiri wesinagogu, akawana paine mhere mhere kwazvo yokuchema nokuungudza kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Zvino pavakasvika kumba kwomutungamiri wesinagogu, akawana paine mhere mhere kwazvo yokuchema nokuungudza kukuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vakati vasvika pamba pomukuru wesinagoge, Jesu akanzwa mheremhere, vanhu vachichema nokuungudza zvikuru. Viz kapitola |