Mariko 5:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Vadzidzi vake vakati kwaari, “Munoona vanhu vazhinji vanokutsikirirai, zvino mungati seiko, ndiani andibata?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋadzidzi ʋake ʋakati kwaari: Munoʋona ʋanhu ʋazhinji ʋanokumanikidzai, ɀino muŋgati seiko: Ndiani wandiɓata? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Ipapo vadzidzi vake vakati kwaari, “Muri kuona gurusvusvu ravanhu richidzvinyirirana nemi, asi imi moti, ‘Ndiani andibata?’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vadzidzi vake vakati, “Muri kuona vanhu vachikutsimbirirai, zvino moti, ‘Ndianiko andibata?’ ” Viz kapitola |