Mariko 4:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Vakatya nokutya kukuru, vakataurirana vachiti, “Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyange negungwa zvinomuteerera?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋakatya nokutya kukuru, ʋakataurirana ʋaciti: Ndianiko uyu, nokuti mhepo kunyaŋge neguŋgwa ɀinomuterera? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ivo vakabatwa nokutya kukuru, ndokutaurirana vachiti, “Ko uyu ndianiko uyu anoteererwa kunyange nemhepo negungwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Ivo vakabatwa nokutya kukuru, ndokutaurirana vachiti, “Ko uyu ndianiko uyu anoteererwa kunyange nemhepo negungwa?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Vakatya uye vakabvunzana vachiti, “Ndianiko uyu? Kunyange mhepo namafungu zvinomuteerera!” Viz kapitola |