Mariko 4:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 Akamuka, akarayira mhepo, akati kugungwa, “Nyarara, ugadzikame!” Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukavapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akamuka, akaraira mhepo, akati kuguŋgwa: Nyarara, ugadzikane! Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukaʋa’po. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Akamuka, akarayira mhepo uye akati kumafungu, “Nyarara! Dzikama!” Ipapo mhepo yakapera uye kukadzikama zvikuru. Viz kapitola |