Mariko 4:25 - Shona Bible 1949 revised 200225 Nokuti uya ane chaanacho achapiwa, asi uya asina, achatorerwa kunyangwe nechaanacho.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti unaco ucapiwa, asi usina, ucatorerwa necaanaco. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ani naani anazvo achapiwa zvimwe; ani naani asina, achatorerwa kunyange nezvaanazvo.” Viz kapitola |