Online Bible

- Reklamy -




Mariko 3:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino vaFarisi vakati vabuda, vakandorangana pakarepo navaHerodhi pamusoro pake kuti vangamuuraya sei.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaɓuɗa, ʋakandoraŋgana pakarepo naʋaHerode pamsoro pake kuti ʋaŋgamuʋuraya sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo vaFarisi vakabuda vakatanga kurangana navaHerodhi kuti vangauraya sei Jesu.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 3:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy