Mariko 3:15 - Shona Bible 1949 revised 200215 uye vave nesimba rokubudisa mweya yakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ʋuye ʋaʋe nesimba rokuɓuɗisa mŋeya yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 uyezve kuti vave nesimba rokudzinga mweya yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 uyezve kuti vave nesimba rokudzinga mweya yakaipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye kuti vave nesimba rokudzinga madhimoni. Viz kapitola |