Mariko 3:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Nemweya yakaipa yakati kana yamuona, yaiwira pasi pamberi pake, ikadanidzira ichiti, “Ndiwe Mwanakomana waMwari!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nemŋeya yetȿina yakati kana yamuʋona, yaiwira pasi pamberi pake, ikaɗanidzira iciti: Ndiwe Mŋanakomana waMŋari! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Uye mweya yakaipa payaingomuona yaizviwisira pasi pamberi pake ichidaidzira ichiti, “Iwe, uri Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Uye mweya yakaipa payaingomuona yaizviwisira pasi pamberi pake ichidaidzira ichiti, “Iwe, uri Mwanakomana waMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pose paaionekwa nemweya yakaipa, yaiwira pasi pamberi pake uye yaidanidzira ichiti, “Ndimi Mwanakomana waMwari.” Viz kapitola |