Mariko 2:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 “Hakuna munhu anosonera chiremo chitsva panguo yakasakara, nokuti chiremo chitsva chinobvarura nguo yakasakara, buri rikanyanya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Hakunomunhu unosonera ciremo citȿa paŋguʋo yakasakara, nokuti ciremo citȿa cinobvarura ŋguʋo yakasakara, ʋuri rikanyanya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru; kana akadaro, chiremo chitsva chinobvarura hanzu tsaru, ikabva yanyanya kubvaruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru; kana akadaro, chiremo chitsva chinobvarura hanzu tsaru, ikabva yanyanya kubvaruka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Hakuna munhu anoisa chigamba chitsva panguo tsaru. Kana akadaro, chigamba chitsva chichabvarura chitsaru, zvoita kuti buri racho rinyanye kukura. Viz kapitola |