Mariko 2:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Kwakati mazuva apfuura, akapindazve Kapenaume; vanhu vakanzwa kuti ari mumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kwakati mazuʋa apfuʋura, akapinda ɀe Kapernaume; ʋanhu ʋakanzwa kuti uri mumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kwakangoti pfuurei mazuva akati kuti, akapindazve muKapenaumu. Zvakazonzwika kuti ave pamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kwakangoti pfuurei mazuva akati kuti, akapindazve muKapenaumu. Zvakazonzwika kuti ave pamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwamazuva mashoma shoma, Jesu akati apindazve muKapenaume, vanhu vakanzwa kuti akanga auya kumusha. Viz kapitola |