Mariko 16:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru-guru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋakati ʋacitarira, ʋakaʋona kuti ibge rakaŋga ratokuŋguruswa, nokuti raiʋa guru‐guru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino vakatarira vakaona kuti dombo riya rakanga ratokungurutswa; rakanga riri guru kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvino vakatarira vakaona kuti dombo riya rakanga ratokungurutswa; rakanga riri guru kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi vakati vatarira, vakaona kuti ibwe rakanga rakungurutswa. Viz kapitola |