Mariko 15:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Vanhu vazhinji vakakwira, vakatanga kukumbira kuna Pirato kuti avaitire saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanhu ʋazhinji ʋakakwira, ʋakataŋga kukumbira kunaPirato kuti aʋaitire saiɀoɀo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kuzoti mhomho yavanhu yakwira kwaPirato, yakatanga kumukumbira kuti avaitire zvaaisimbovaitira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kuzoti mhomho yavanhu yakwira kwaPirato, yakatanga kumukumbira kuti avaitire zvaaisimbovaitira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vazhinji vakauya vakakumbira Pirato kuti avaitire zvaaisiita. Viz kapitola |