Mariko 15:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 Zvino pamutambo waisivasunungurira musungwa mumwe, wavanenge vaikumbira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino pamutambo waisiʋasunuŋgurira musuŋgwa mumŋe, waʋaneŋge ʋaikumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nguva dzose, pamazuva makuru aya, Pirato aivasunungurira musungwa mumwechete wavainge vakumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nguva dzose, pamazuva makuru aya, Pirato aivasunungurira musungwa mumwechete wavainge vakumbira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Zvino yakanga iri tsika yapaMutambo kuti asunungure musungwa anenge akumbirwa navanhu. Viz kapitola |