Mariko 15:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Pirato akamubvunza, akati, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Akapindura, akati kwaari, “Ndizvo zvamataura.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pirato akamubvunza, akati: Ndiwe Mambo waʋaJuda here? Akapindura, akati kwaari: Ndiɀo ɀamataura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Iye akapindura achiti, “Inga matozvireva wani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Iye akapindura achiti, “Inga matozvireva wani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pirato akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo sokutaura kwamaita.” Viz kapitola |