Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:72 - Shona Bible 1949 revised 2002

72 Pakarepo jongwe rikarira rwechipiri; ipapo Petirosi akarangarira shoko rakanga rarehwa kwaari naJesu rokuti, “Jongwe risati rarira kaviri, uchandiramba katatu.” Zvino akati achifunga izvozvo, akachema.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

72 Pakarepo joŋgwe rikarira rwecipiri; ipapo Petro akaraŋgarira shoko rakaŋga rarebga kwaari naJesu rokuti: Joŋgwe risati rarira kaʋiri, ucandiramba katatu. Ɀino wakati acifuŋga iɀoɀo, akacema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

72 Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza kechipiri. Ipapo Pita akayeuka zvakanga zvataurwa naJesu zvokuti, “Jongwe risati rarira kaviri uchandiramba katatu.” Akabva atanga kuchema zvinosiririsa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

72 Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza kechipiri. Ipapo Pita akayeuka zvakanga zvataurwa naJesu zvokuti, “Jongwe risati rarira kaviri uchandiramba katatu.” Akabva atanga kuchema zvinosiririsa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

72 Pakarepo jongwe rakarira kechipiri. Ipapo Petro akarangarira shoko raJesu raakanga ataura kwaari achiti, “Jongwe risati rarira kaviri uchandiramba katatu.” Akawira pasi uye akachema.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:72

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy