Mariko 14:71 - Shona Bible 1949 revised 200271 Ipapo akatanga kutuka nokupika, achiti, “Handimuzivi munhu uyu wamunoreva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)71 Ipapo akataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu wamunoreʋa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika71 Ipapo Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achipika achiti, “Handimuzivi munhu uyu wamuri kutaura.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona71 Ipapo Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achipika achiti, “Handimuzivi munhu uyu wamuri kutaura.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi71 Akatanga kutuka nokupika achiti, “Handizivi munhu uyu wamunotaura nezvake.” Viz kapitola |