Online Bible

- Reklamy -




Mariko 14:41 - Shona Bible 1949 revised 2002

41 Akaendazve rwechitatu, akati kwavari, “Chivatai henyu, muzorore; zvaringana, nguva yasvika, tarirai, Mwanakomana womunhu woiswa mumaoko avatadzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Akaenda ɀe rwecitatu, akati kwaʋari: Ciʋatai henyu, muzorore; ɀariŋgana, ŋguʋa yaȿika, tarirai, Mŋanakomana womunhu woiswa mumaʋoko aʋatadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Akadzokazve kechitatu akati kwavari, “Muchiri kungokotsira zvenyu nokuzorora nhai? Zvakwana. Nguva yatosvika. Mwanakomana womunhu ava kuzoiswa mumaoko avatadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Akadzokazve kechitatu akati kwavari, “Muchiri kungokotsira zvenyu nokuzorora nhai? Zvakwana. Nguva yatosvika. Mwanakomana womunhu ava kuzoiswa mumaoko avatadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Achidzokerazve kechitatu akati kwavari, “Muchakavata uye muchiri kuzorora here? Zvaringana! Nguva yasvika. Tarirai, Mwanakomana woMunhu oiswa mumaoko avatadzi.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 14:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy