Mariko 14:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Asi kana ndamutswa, ndichakutungamirirai Gariria.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana ndamutswa, ndicakutuŋgamirirai Garirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi mushure mokunge ndamutswa ndichafanokutungamirirai kuGarirea.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi mushure mokunge ndamutswa ndichafanokutungamirirai kuGarirea.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Asi mushure mokumuka kwangu, ndichatungamira kuGarirea imi mozotevera.” Viz kapitola |