Mariko 14:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jesu akati kwavari, “Imi mose muchagumburwa kwandiri, nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Ndicharova mufudzi, namakwai achaparadzwa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jesu wakati kwaʋari: Imi mose mucagumburwa kwandiri, nokuti kwakanyorwa, kucinzi: Ndicaroʋa mufudzi, namakwai acaparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Jesu akazoti kwavari, “Mucharasiswa mose nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Ndicharova mufudzi, hwai dzigopararira.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Jesu akazoti kwavari, “Mucharasiswa mose nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Ndicharova mufudzi, hwai dzigopararira.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Jesu akati kwavari, “Imi mose muchapararira, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “ ‘Ndicharova mufudzi, makwai agopararira.’ Viz kapitola |