Online Bible

- Reklamy -




Mariko 13:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Jesu akatanga kuvaudza, akati, “Chenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Jesu akataŋga kuʋaʋudza, akati: Cenjerai kuti murege kutsauswa nomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ipapo Jesu akatanga kuvaudza achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ipapo Jesu akatanga kuvaudza achiti, “Chenjerai kuti murege kurasiswa naani zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jesu akati kwavari, “Chenjerai kuti kurege kuva nomunhu anokutsausai.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 13:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy