Mariko 13:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 Mukoma achaisa munun'una kurufu, nababa mwana wavo; navana vachamukira vabereki vavo nokuvaurayisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mukoma ucaisa munuŋuna kurufu, naɓaɓa mŋana waʋo; naʋana ʋacamukira ʋaɓereki ʋaʋo nokuʋaʋurayisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mukoma kana munun'una vachacherana kuti mumwe auraiwe, baba vachadarowo kumwana wavo, vana vachamukira vabereki vavo vachivauraisa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mukoma kana munun'una vachacherana kuti mumwe auraiwe, baba vachadarowo kumwana wavo, vana vachamukira vabereki vavo vachivauraisa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Mukoma achaurayisa mununʼuna, uye baba vachadarowo mwana wavo. Vana vachamukira vabereki vavo uye vachavaurayisa. Viz kapitola |