Mariko 12:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Vakamubata, vakamuuraya, vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakamuɓata, ʋakamuʋuraya, ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakamubata, vakamuuraya, ndokumukanda kunze kwomunda wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakamubata, vakamuuraya, ndokumukanda kunze kwomunda wamagirepisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saka vakamutora vakamuuraya, vakamurasira kunze kwomunda wemizambiringa. Viz kapitola |