Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:8 - Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vazhinji vakawarira nguo dzavo panzira, navamwe mashizha avakanga vatema mubundo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋazhinji ʋakawarira ŋguʋo dzaʋo panzira, naʋamŋe mashizha aʋakaŋga ʋatema kuɓundo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vazhinji vakawarira hanzu dzavo munzira, vamwe vakawarira mapazu anamashizha avakatemha muminda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vazhinji vakawarira hanzu dzavo munzira, vamwe vakawarira mapazu anamashizha avakatemha muminda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vanhu vazhinji vakawaridza majasi avo mumigwagwa, vamwe vakawaridza matavi avakanga vatema musango.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy