Online Bible

- Reklamy -




Mariko 11:33 - Shona Bible 1949 revised 2002

33 Vakapindura vachiti kuna Jesu, “Hatizivi.” Jesu akati kwavari, “Neni handingakuudziyiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ʋakapindura ʋaciti kunaJesu: Hatiziʋi. Jesu akati kwaʋari: Neni handiŋgakuʋudziyi ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu ndokuvati, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu ndokuvati, “Kana neniwo handikutaurirei kuti ndinoita izvi nesimba raani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Jesu akati, “Neniwo handikuudzei simba randinoita naro zvinhu izvi.”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 11:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy