Mariko 11:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Kana munhu akati kwamuri, munoitireiko kudaro? Muti, Ishe anoida. Pakarepo achaidzora pano.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana munhu akati kwamuri: Munoitireiko kuɗaro? muti: Ishe unoiɗa. Pakarepo ucaitumira ɀe pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kana mukabvunzwa nomunhu kuti, ‘Seiko muchiita izvi?’ muti kwaari, ‘Ishe anomuda uye achamudzosa pano nokukurumidza.’ ” Viz kapitola |