Mariko 11:29 - Shona Bible 1949 revised 200229 Jesu akati kwavari, “Neni ndichakubvunzaiwo shoko rimwe, mundipindure, neni ndichakuudzaiwo simba randinoita naro zvinhu izvozvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Jesu akati kwaʋari: Neni ndicakubvunzai ʋo shoko rimŋe, mundipindure, neni ndicakuʋudzai ʋo simba randinoita naro ɀinhu iɀoɀi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Jesu akati kwavari, “Ndombokubvunzaiwo mubvunzo mumwechete; mundipindure, ndozokuudzaiwo kuti ndinoita izvi nesimba raani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Jesu akati kwavari, “Ndombokubvunzaiwo mubvunzo mumwechete; mundipindure, ndozokuudzaiwo kuti ndinoita izvi nesimba raani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Jesu akapindura akati, “Ndichakubvunzai mubvunzo mumwe chete. Ndipindurei, ndigokuudzai simba randinoita naro zvinhu izvi. Viz kapitola |