Mariko 10:49 - Shona Bible 1949 revised 200249 Ipapo Jesu akamira, akati, “Mudanei.” Vakadana bofu, vachiti kwariri, “Tsunga mwoyo, simuka, anokudana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ipapo Jesu akamira, akati: Muɗanei. Ʋakaɗana ɓofu, ʋaciti kwariri: Tsuŋga mŋoyo, simuka, unokuɗana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Jesu akamira akati, “Mudanei.” Saka vakadana murume uya bofu vakati, “Tsunga mwoyo! Simuka! Anokudana.” Viz kapitola |