Mariko 10:48 - Shona Bible 1949 revised 200248 Vazhinji vakamuraira kuti anyarare, asi iye akanyanya kudanidzira kwazvo, achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ʋazhinji ʋakamuraira kuti anyarare, asi iye wakanyanya kuɗanidzira kwaɀo, aciti: Mŋanakomana waDavidi, ndinzwirei ŋgoni! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Vazhinji vakamutsiura vachiti anyarare, asi iye ndipo paakatonyanya kudaidzira achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Vazhinji vakamutsiura vachiti anyarare, asi iye ndipo paakatonyanya kudaidzira achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Vazhinji vakamutsiura uye vakamutaurira kuti anyarare, asi akanyanyisa kudanidzira achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!” Viz kapitola |