Online Bible

- Reklamy -




Mariko 10:47 - Shona Bible 1949 revised 2002

47 Iye akati anzwa, kuti ndiJesu weNazareta, akatanga kudanidzira, achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Iye wakati anzwa, kuti ndiJesu weNazareta, akataŋga kuɗanidzira, aciti: Mŋanakomana waDavidi, ndinzwirei ŋgoni!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Paakanzwa kuti ndiJesu weNazareti, akatanga kudaidzira achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Paakanzwa kuti ndiJesu weNazareti, akatanga kudaidzira achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Paakanzwa kuti akanga ari Jesu weNazareta, akatanga kudanidzira achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!”

Viz kapitola kopírovat




Mariko 10:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy